Online Bible

- Advertisements -




Genesi 15:5 - Shona BIBLE

5 Akamubudisa panze akati, “Zvino tarira kudenga, uverenge nyenyedzi, kana uchigona kudziverenga.” Akati kwaari, “Ndizvo zvichaita vana vako.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Akamuɓuɗisa panze, akati: Ɀino tarira kuɗeŋga, uʋereŋge nyeredzi, kana ucigona kudziʋereŋga. Akati kwaari: Ndiɀo ɀicaita ʋana ʋako.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Akamubudisa panze akati, “Zvino tarira kudenga, uverenge nyeredzi, kana uchigona kudziverenga.” Akati kwaari, “Ndizvo zvichaita vana vako.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Mwari akabuda naye panze akati, “Tarisa kudenga uverenge nyenyedzi kana uchikwanisa kudziverenga.” Ndokuti, “Ndiko kuwanda kuchaita vana vako.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Mwari akabuda naye panze akati, “Tarisa kudenga uverenge nyenyedzi kana uchikwanisa kudziverenga.” Ndokuti, “Ndiko kuwanda kuchaita vana vako.”

See the chapter Copy




Genesi 15:5

Follow us:

Advertisements


Advertisements