Online Bible

- Advertisements -




Genesi 15:18 - Shona BIBLE

18 Nomusi iwoyo Jehovha akaita sungano naAbhuramu, akati, “Vana vako ndavapa nyika iyi, kubva parwizi rweIjipiti kusvikira kurwizi rukuru, runonzi Yufuretesi.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Nomusi iwoyo Jehova akaita suŋgano naAbrama, akati: Ʋana ʋako ndaʋapa nyika iyi, kubva parwizi rweEgipita kuȿikira kurwizi rukuru, runonzi Yufratesi:

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Nomusi iwoyo Jehovha akaita sungano naAbhuramu, akati, “Vana vako ndavapa nyika iyi, kubva parwizi rweIjipiti kusvikira kurwizi rukuru, runonzi Yufuratesi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Pazuva iroro Tenzi akaita chitenderano naAbhuramu achiti, “Ndapa kuvana vako nyika ino inobvira mukakova keIjipiti kundosvika kurwizi rukuru, muna Yufuratesi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Pazuva iroro Tenzi akaita chitenderano naAbhuramu achiti, “Ndapa kuvana vako nyika ino inobvira mukakova keIjipiti kundosvika kurwizi rukuru, muna Yufuratesi.

See the chapter Copy




Genesi 15:18

Follow us:

Advertisements


Advertisements