Genesi 15:1 - Shona BIBLE1 Shure kwaizvozvo shoko raJehovha rakasvika kuna Abhuramu pane zvaakaratidzwa, richiti, “Usatya Abhuramu; ini ndiri nhoo yako nomubairo wako mukurukuru.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Shure kwaiɀoɀo shoko raJehova rakaȿika kunaAbrama paneɀaakaratidzwa, riciti: Usatya Abrama; ini ndiri nhoʋo yako nomuɓairo wako mukuru‐kuru. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Shure kwaizvozvo shoko raJehovha rakasvika kuna Abhuramu pane zvaakaratidzwa, richiti, “Usatya Abhuramu; ini ndiri nhoo yako nomubayiro wako mukuru-kuru.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mushure maizvozvi zvose, Abhuramu akaona chiratidzo akanzwa izwi raTenzi richiti, “Usambotya zvako Abhuramu. Ndini nhoo yako yokukudzivirira. Mubayiro wako uchava mukuru kwazvo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Mushure maizvozvi zvose, Abhuramu akaona chiratidzo akanzwa izwi raTenzi richiti, “Usambotya zvako Abhuramu. Ndini nhoo yako yokukudzivirira. Mubayiro wako uchava mukuru kwazvo.” See the chapter |