Genesi 14:17 - Shona BIBLE17 Ipapo mambo weSodhomu wakabuda kundosangana naye pakudzoka kwake pakuuraya Kedhoriameri namadzimambo akanga anavo pamupata weShave (ndiwo mupata wamambo). See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ipapo mambo weSodoma wakaɓuɗa kundosoŋgana naye pakudzoka kwake pakuʋuraya Kedori‐raomeri namadzimambo akaŋga anaʋo pamupata weShave (ndiwo mupata wamambo). See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Ipapo mambo weSodhomu wakabuda kundosangana naye pakudzoka kwake pakuuraya Kedhoriameri namadzimambo akanga anavo pamupata weShave (ndiwo mupata wamambo). See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Kuzoti Abhuramu adzoka kuya kwaakanga akunda Kedhoriraomeri namadzimambo aakanga anawo, mambo weSodhomu akandomuchingamidza pabani reShavhe (kana kuti bani raMambo). See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Kuzoti Abhuramu adzoka kuya kwaakanga akunda Kedhoriraomeri namadzimambo aakanga anawo, mambo weSodhomu akandomuchingamidza pabani reShavhe (kana kuti bani raMambo). See the chapter |