Genesi 14:12 - Shona BIBLE12 Vakatorawo Roti, mwanakomana womunun'una waAbhuramu wakanga agere paSodhoma, nepfuma yake, vakaenda. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ʋakatora ʋo Roti, mŋanakomana womunuŋuna waAbrama wakaŋga agere paSodoma, nefuma yake, ʋakaenda. See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 Vakatorawo Roti, mwanakomana womun'una waAbhuramu wakanga agere paSodhomu, nepfuma yake, vakaenda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Kunyange Roti uya, mwanakomana womunun'una waAbhuramu akanga agere kuSodhomu vakamutapawo, vakapambawo upfumi hwake, vakaenda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 Kunyange Roti uya, mwanakomana womunun'una waAbhuramu akanga agere kuSodhomu vakamutapawo, vakapambawo upfumi hwake, vakaenda. See the chapter |