Genesi 13:12 - Shona BIBLE12 Abhuramu akagara panyika yeKenani, Roti akagara pamaguta aiva kubani, akaswededzera tende rake kusvikira paSodhomu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Abrama akagara panyika yeKanani, Roti akagara pamaguta aiʋa kuɓani, akasweɗedzera tente rake kuȿikira paSodoma. See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 Abhuramu akagara panyika yeKenani, Roti akagara pamaguta aiva kubani, akaswededzera tende rake kusvikira paSodhomu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Abhuramu akagara munyika yeKanani, Roti akandogarawo pakati pamaguta aiva mubani riya, akadzika matendhe ake pedyo neSodhomu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 Abhuramu akagara munyika yeKanani, Roti akandogarawo pakati pamaguta aiva mubani riya, akadzika matendhe ake pedyo neSodhomu. See the chapter |