Genesi 13:11 - Shona BIBLE11 Roti akazvitsaurira bani rose reJodhani; Roti akaenda kurutivi rwamabvazuva; vakaparadzana havo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Roti akaɀitsaurira ɓani rose reJoridani; Roti akaenda kurutiʋi rwamabvazuʋa; ʋakaparadzana haʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Roti akazvitsaurira bani rose reJorodhani; Roti akaenda kurutivi rwamabvazuva; vakaparadzana havo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Saka Roti akazvisarudzira bani rose romuna Jorodhani, akabva atamira kumabvazuva. Ndiko kuparadzana kwavakaita. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Saka Roti akazvisarudzira bani rose romuna Jorodhani, akabva atamira kumabvazuva. Ndiko kuparadzana kwavakaita. See the chapter |