Genesi 12:5 - Shona BIBLE5 Abhuramu akatora Sarai, mukadzi wake, naRoti, mwanakomana womunun'una wake, nepfuma yavo yose yavakanga vaunganidza, navana vavakanga vabereka paHarani, vakabuda kuenda kunyika yeKenani; vakandosvika kunyika yeKenani. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Abrama akatora Sarai, mukadzi wake, naRoti, mŋanakomana womunuŋuna wake, nefuma yaʋo yose yaʋakaŋga ʋaʋuŋganidza, naʋana ʋaʋakaŋga ʋaɓereka paHarani, ʋakaɓuɗa kuenda kunyika yeKanani; ʋakandoȿika kunyika yeKanani. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Abhuramu akatora Sarai, mukadzi wake, naRoti, mwanakomana womun'una wake, nepfuma yavo yose yavakanga vaunganidza, navana vavakanga vabereka paHarani, vakabuda kuenda kunyika yeKenani; vakandosvika kunyika yeKenani. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Abhuramu akatora mudzimai wake Sarai naRoti mwanakomana womunun'una wake, noupfumi hwake hwose hwaakanga awana navaranda vaakanga awana muHarani. Akasimuka achienda kuKanani. Kuzoti asvika kuKanani, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Abhuramu akatora mudzimai wake Sarai naRoti mwanakomana womunun'una wake, noupfumi hwake hwose hwaakanga awana navaranda vaakanga awana muHarani. Akasimuka achienda kuKanani. Kuzoti asvika kuKanani, See the chapter |