Genesi 12:15 - Shona BIBLE15 Namachinda aFarao akamuonawo, vakandomurumbidza kuna Farao; mukadzi akatorwa, akaiswa mumba maFarao. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Namacinda aFarao akamuʋona ʋo, ʋakandomurumbidza kunaFarao; mukadzi akatorwa, akaiswa mumba maFarao. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Namachinda aFarao akamuonawo, vakandomurumbidza kuna Farao; mukadzi akatorwa, akaiswa mumba maFarao. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Kuzoti machinda aFarao amuona akamurumbidza pana Farao. Mukadzi uya ndokubva atorwa akaendwa naye kumba kwaFarao. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Kuzoti machinda aFarao amuona akamurumbidza pana Farao. Mukadzi uya ndokubva atorwa akaendwa naye kumba kwaFarao. See the chapter |