Genesi 12:13 - Shona BIBLE13 Uti hako uri hanzvadzi yangu, kuti ndiitirwe zvakanaka nokuda kwako, kuti mweya wangu urarame nokuda kwako.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Uti hako uri hanɀadzi yaŋgu, kuti ndiitirwe ɀakanaka nokuɗa kwako, kuti mŋeya waŋgu urarame nokuɗa kwako. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Uti hako uri hanzvadzi yangu, kuti ndiitirwe zvakanaka nokuda kwako, kuti mweya wangu urarame nokuda kwako.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Chitoti zvako iwe uri hanzvadzi yangu ndiko kuti vatondiitira zvakanaka pamusana pako ndirege kuurayiwa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Chitoti zvako iwe uri hanzvadzi yangu ndiko kuti vatondiitira zvakanaka pamusana pako ndirege kuurayiwa.” See the chapter |