Genesi 11:30 - Shona BIBLE30 Sarai wakanga asingabereki, wakanga asina mwana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Sarai wakaŋga asiŋgaɓereki, wakaŋga asinomŋana. See the chapterShona Bible 1949 revised 200230 Sarai wakanga asingabereki, wakanga asina mwana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Asi Sarai akanga asina mbereko asina mwana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona30 Asi Sarai akanga asina mbereko asina mwana. See the chapter |