Genesi 11:29 - Shona BIBLE29 Abhuramu naNahori vakazviwanira vakadzi; zita romukadzi waAbhuramu rainzi Sarai; zita romukadzi waNahori rainzi Mirika, mukunda waHarani, baba vaMirika, nababa vaIsika. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Abrama naNahori ʋakaɀiwanira ʋakadzi; zita romukadzi waAbrama rainzi Sarai; zita romukadzi waNahori rainzi Mirika, mukunda waHarani, ɓaɓa ʋaMirika, naɓaɓa ʋaIsika. See the chapterShona Bible 1949 revised 200229 Abhuramu naNahori vakazviwanira vakadzi; zita romukadzi waAbhuramu rainzi Sarai; zita romukadzi waNahori rainzi Mirika, mukunda waHarani, baba vaMirika, nababa vaIsika. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Abhuramu naNahori vakawana vakadzi vavo. Zita romukadzi waAbhuramu ndiSarai, zita romukadzi waNahori richinzi Mirika mwana waHarani. Harani, vakaberekawo Isika. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona29 Abhuramu naNahori vakawana vakadzi vavo. Zita romukadzi waAbhuramu ndiSarai, zita romukadzi waNahori richinzi Mirika mwana waHarani. Harani, vakaberekawo Isika. See the chapter |