Genesi 11:17 - Shona BIBLE17 wakati abereka Peregi, Ebheru akagara makore ana mazana mana namakumi matatu, akabereka vanakomana navanasikana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 wakati aɓereka Peregi, Eberi akagara makore anamazana manna namakumi matatu, akaɓereka ʋanakomana naʋanasikana. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 wakati abereka Peregi, Ebheru akagara makore ana mazana mana namakumi matatu, akabereka vanakomana navanasikana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Mushure mokubereka Peregi, Ebheru akagarazve mazana mana ana makumi matatu amakore akaberekawo vamwe vana vakomana navasikana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Mushure mokubereka Peregi, Ebheru akagarazve mazana mana ana makumi matatu amakore akaberekawo vamwe vana vakomana navasikana. See the chapter |