Genesi 11:15 - Shona BIBLE15 Wakati abereka Ebheru, Shera akagara makore ana mazana mana namatatu; akabereka vanakomana navanasikana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Wakati aɓereka Eberi, Shera akagara makore anamazana manna namatatu; akaɓereka ʋanakomana naʋanasikana. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Wakati abereka Ebheru, Shera akagara makore ana mazana mana namatatu; akabereka vanakomana navanasikana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Mushure mokubereka Ebheru, Shera akagarazve mazana mana amakore ana makore matatu akaberekawo vamwe vana vakomana navasikana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Mushure mokubereka Ebheru, Shera akagarazve mazana mana amakore ana makore matatu akaberekawo vamwe vana vakomana navasikana. See the chapter |