Genesi 11:13 - Shona BIBLE13 wakati abereka Shera, Aripakishadhi akagara makore ana mazana mana namatatu, akabereka vanakomana navanasikana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 wakati aɓereka Shera, Arpakshadi akagara makore anamazana manna namatatu, akaɓereka ʋanakomana naʋanasikana. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 wakati abereka Shera, Aripakishadhi akagara makore ana mazana mana namatatu, akabereka vanakomana navanasikana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Mushure mokubereka Shera, Aripakishadhi akagarazve mazana mana amakore ana makore matatu, akaberekawo vamwe vana vakomana navasikana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Mushure mokubereka Shera, Aripakishadhi akagarazve mazana mana amakore ana makore matatu, akaberekawo vamwe vana vakomana navasikana. See the chapter |