Genesi 10:21 - Shona BIBLE21 Naiye Shemu, baba vevana vose vaEbheru, mukuru waJafeti, akaberekerwa vana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Naiye Shemi, ɓaɓa ʋaʋana ʋose ʋaEberi, mukuru waJafeti, wakaɓerekerwa ʋana. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 Naiye Shemu, baba vavana vose vaEbheru, mukuru waJafeti, akaberekerwa vana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Shemu mukoma waJafeti akaberekawo vana. Ndiye tateguru wemhuri yevaEbheru. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 Shemu mukoma waJafeti akaberekawo vana. Ndiye tateguru wemhuri yevaEbheru. See the chapter |