Genesi 1:8 - Shona BIBLE8 Mwari akatumidza nzvimbo, akati Denga. Madeko akavapo, namangwanani akavapo, zuva repiri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Mŋari akatumidza nɀimbo, akati Ƌeŋga. Maɗeko akaʋa’po, namaŋgwanani akaʋa’po, zuʋa repiri. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Mwari akatumidza nzvimbo, akati Denga. Madeko akavapo, namangwanani akavapo, zuva repiri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mwari akatumidza ziendanakuenda riya kuti denga. Kwakasviba kukaedza, iri rakava zuva rechipiri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Mwari akatumidza ziendanakuenda riya kuti denga. Kwakasviba kukaedza, iri rakava zuva rechipiri. See the chapter |