Genesi 1:4 - Shona BIBLE4 Mwari akaona chiedza, kuti chakanaka; Mwari akaparadzanisa chiedza nerima. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Mŋari akaʋona ciedza, kuti cakanaka; Mŋari akaparadzanisa ciedza nerima. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Mwari akaona chiedza, kuti chakanaka; Mwari akaparadzanisa chiedza nerima. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mwari akaona kuti chiedza chakanaka. Mwari akaparadzanisa chiedza nerima. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Mwari akaona kuti chiedza chakanaka. Mwari akaparadzanisa chiedza nerima. See the chapter |