Genesi 1:2 - Shona BIBLE2 Nyika yakanga isina kugadzirwa, isina chinhu; rima rakanga riripo pamusoro pemvura yakadzika; Mweya waMwari akanga uchigarira pamusoro pemvura. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Nyika yakaŋga isina-kugadzirwa, isinecinhu; rima rakaŋga riri’po pamsoro pemvura yakadzika; Mŋeya waMŋari wakaŋga acigarira pamsoro pemvura. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Nyika yakanga isina kugadzirwa, isina chinhu; rima rakanga riripo pamusoro pemvura yakadzika; Mweya waMwari wakanga uchigarira pamusoro pemvura. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Pasi pakanga pasati panyatsoumbwa, pasina chinhu. Rima rakanga rakaputira zigungwa, Mweya waMwari achidzengerera pamusoro pemvura. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Pasi pakanga pasati panyatsoumbwa, pasina chinhu. Rima rakanga rakaputira zigungwa, Mweya waMwari achidzengerera pamusoro pemvura. See the chapter |