Ezekieri 9:3 - Shona BIBLE3 Zvino kubwinya kwaMwari waIsiraeri kwakanga kwakwira kuchibva pakerubhi, pakwakanga kuri, kukasvika kuchikumbaridzo cheimba; akadana murume akanga akafuka mucheka werineni, akanga ano runyanga rweingi rwomunyori pachiuno chake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino kubginya kwaMŋari waIsraeri kwakaŋga kwakwira kucibva pakerubi, pakwakaŋga kuri, kukaȿika kucikumbaridzo ceimba; akaɗana murume wakaŋga akafuka muceka, wakaŋga anorunyaŋga rweiŋgi rwomunyori paciʋuno cake. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Zvino kubwinya kwaMwari waIsiraeri kwakanga kwakwira kuchibva pakerubhi, pakwakanga kuri, kukasvika kuchikumbaridzo cheimba; akadana murume akanga akafuka mucheka werineni, akanga anorunyanga rweingi rwomunyori pachiuno chake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ipapo kupenya kwokuvapo kwaTenzi weIsiraeri kwakanga kwabva pamakerubhu pakwaigara kwaenda kumusuo wemba yacho. Iye akadaidzira kumurume akanga akapfeka rineni uya aiva nekaguchu keingi padivi pake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Ipapo kupenya kwokuvapo kwaTenzi weIsiraeri kwakanga kwabva pamakerubhu pakwaigara kwaenda kumusuo wemba yacho. Iye akadaidzira kumurume akanga akapfeka rineni uya aiva nekaguchu keingi padivi pake. See the chapter |