Online Bible

- Advertisements -

Ezekieri 5:9 - Shona BIBLE

9 Ndichaita pakati penyu zvandisina kumboita, uye handingatongoitizve zvakadai, nemhaka yezvinonyangadza zvenyu zvose.’

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ndicaita pakati penyu ɀandisina‐kumboita, ʋuye handiŋgatoŋgoiti ɀe ɀakaɗai, nemhaka yeɀinonyaŋgadza ɀenyu ɀose.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Ndichaita pakati penyu zvandisina kumboita, uye handingatongoitizve zvakadai, nemhaka yezvinonyangadza zvenyu zvose.’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Uyewo pamusana pezvinosemesa zvako zvose ndichaita kwauri zvandisati ndamboita uye zvinhu zvakadaro handimbofa ndakazviitazve.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Uyewo pamusana pezvinosemesa zvako zvose ndichaita kwauri zvandisati ndamboita uye zvinhu zvakadaro handimbofa ndakazviitazve.

See the chapter Copy

Ezekieri 5:9

Follow us:

Advertisements

Advertisements