Ezekieri 4:7 - Shona BIBLE7 “Urinzire chiso chako wakatarira kukombwa kweJerusaremu ruoko rwako rwakafukurwa; ugoporofita pamusoro paro. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Urinzire ciso cako wakatarira kukombga kweJerusarema, ruʋoko rwako rwakafukurwa; ugoprofita pamsoro paro. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 “Urinzire chiso chako wakatarira kukombwa kweJerusaremu ruoko rwako rwakafukurwa; ugoporofita pamusoro paro. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 “Unofanira kutarisa wakanangana nokukombwa kweJerusaremu wakarikungira chibhakera pachena ugoporifita uchiyambira guta iroro kuti: See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 “Unofanira kutarisa wakanangana nokukombwa kweJerusaremu wakarikungira chibhakera pachena ugoporifita uchiyambira guta iroro kuti: See the chapter |