Ezekieri 3:3 - Shona BIBLE3 Akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, dyisa dumbu rako, ugutise hura hwako norugwaro rwechimononorwa urwu rwandinokupa.” Ipapo ndikarudya, rukava mumukanwa wangu sohuchi nokuzipa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Akati kwandiri: Mŋanakomana womunhu, dyisa ɗumbu rako, ugutise ʋura bgako norugwaro rwakapetwa urwu rwandinokupa. Ipapo ndikarudya, rukaʋa mumukanwa waŋgu soʋuci nokuzipa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, dyisa dumbu rako, ugutise hura hwako norugwaro rwakapetwa urwu rwandinokupa.” Ipapo ndikarudya, rukava mumukanwa wangu sohuchi nokuzipa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Akatizve kwandiri, “Iwe munhu idya bhuku iri rokumononora randiri kukupa uzadze dumbu rako naro.” Ipapo ndakaridya, mukanwa mangu umu raitapira souchi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Akatizve kwandiri, “Iwe munhu idya bhuku iri rokumononora randiri kukupa uzadze dumbu rako naro.” Ipapo ndakaridya, mukanwa mangu umu raitapira souchi. See the chapter |