Ezekieri 2:6 - Shona BIBLE6 “Asi iwe, mwanakomana womunhu, usavatya ivo, usatya mashoko awo, kunyangwe uri pakati porukato neminzwa, ugere pakati pezvinyavada; usatya mashoko avo, usavhunduswa nezviso zvavo, nokuti ivo imba inondimukira simba. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Asi iwe, mŋanakomana womunhu, usaʋatya iʋo, usatya mashoko aʋo, kunyaŋge uri pakati porukato neminzwa, ugere pakati peɀinyaʋaɗa; usatya mashoko aʋo, usavunduswa neɀiso ɀaʋo, nokuti iʋo iimba inondimukira simba. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 “Asi iwe, mwanakomana womunhu, usavatya ivo, usatya mashoko awo, kunyange uri pakati porukato neminzwa, ugere pakati pezvinyavada; usatya mashoko avo, usavhunduswa nezviso zvavo, nokuti ivo iimba inondimukira simba. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Iwe mwnakomana womunhu usavatye kana kutya zvavanotaura, kunyange zvazvo kwauri vari rukato neminzwa sokunge ugere pamusoro pamarize usatye zvavanotaura kana kutyiswa nokutarisika kwavo nokuti imba yakapanduka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Iwe mwnakomana womunhu usavatye kana kutya zvavanotaura, kunyange zvazvo kwauri vari rukato neminzwa sokunge ugere pamusoro pamarize usatye zvavanotaura kana kutyiswa nokutarisika kwavo nokuti imba yakapanduka. See the chapter |