Ezekieri 2:4 - Shona BIBLE4 Vana vane zviso zvisina kunyara nemwoyo mikukutu; ndinokutumira kwavari, iwe uti kwavari, zvanzi naIshe Jehovha. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ʋana ʋaneɀiso ɀisinokunyara nemŋoyo mikukutu; ndinokutumira kwaʋari, iwe uti kwaʋari: Ɀanzi naShe Jehova. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Vana vane zviso zvisina kunyara nemwoyo mikukutu; ndinokutumira kwavari, iwe uti kwavari, zvanzi naIshe Jehovha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vanhu vakaoma musoro; ndambakuudzwa dzavanhu, ndavakukutuma kwavari undovataurira kuti, zvanzi naTenzi Mwari See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Vanhu vakaoma musoro; ndambakuudzwa dzavanhu, ndavakukutuma kwavari undovataurira kuti, zvanzi naTenzi Mwari See the chapter |