Ezekieri 2:2 - Shona BIBLE2 Zvino akati achitaura neni, Mweya ndokupinda mukati mangu, akandimisa namakumbo angu; ndikanzwa akanga achitaura neni. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ɀino wakati acitaura neni, Mŋeya ndokupinda mukati maŋgu, akandimisa namakumbo aŋgu; ndikanzwa wakaŋga acitaura neni. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Zvino akati achitaura neni, Mweya ndokupinda mukati mangu, akandimisa namakumbo angu; ndikanzwa akanga achitaura neni. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Paakataura kwandiri, Mweya wakapinda mandiri akandisimudza ndikamira namakumbo angu ndikamunzwa achitaura kwandiri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Paakataura kwandiri, Mweya wakapinda mandiri akandisimudza ndikamira namakumbo angu ndikamunzwa achitaura kwandiri. See the chapter |