Estere 8:2 - Shona BIBLE2 Mambo akabvisa chindori chake chaakanga atora pana Hamani, akachipa Modhekai. Esiteri ndokuita Modhekai mutariri weimba yaHamani. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Mambo akabvisa cindori cake caakaŋga atora panaHamani, akacipa Mordekai. Estere ndokuita Mordekai mutariri weimba yaHamani. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Mambo akabvisa chindori chake chaakanga atora panaHamani, akachipa Modhekai. Esiteri ndokuita Modhekai mutariri weimba yaHamani. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Mambo akabvisa ringi rake rechidhindo raakatorera Hamani ndokuripa kuna Modhekai. Esita akaisa imba yaHamani mumaoko maModhekai. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Mambo akabvisa ringi rake rechidhindo raakatorera Hamani ndokuripa kuna Modhekai. Esita akaisa imba yaHamani mumaoko maModhekai. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Mambo akabvisa mhete yake yechindori, yaakanga atorazve kubva kuna Hamani, ndokuipa Modhekai. Uye Esteri akamugadza kuti ave mutariri weimba yaHamani. See the chapter |