Online Bible

- Advertisements -




Estere 7:9 - Shona BIBLE

9 Ipapo Haribhona, mumwe muranda akanga ari pamberi pamambo, akati, “Tarirai, paimba yaHamani pamire matanda akareba ana makubhiti makumi mashanu, akamiswa naHamani, kuti asungirirepo Modhekai, akataura zvakanaka nokuda kwamambo.” Mambo akati, “Musungirireipo paari.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ipapo Harbona, mumŋe muranda wakaŋga ari pamberi pamambo, akati: Tarirai, paimba yaHamani pamire matanda akareɓa anamakubiti makumi mashanu, akamiswa naHamani, kuti asuŋgirire’po Mordekai, wakataura ɀakanaka nokuɗa kwamambo. Mambo akati: Musuŋgirirei’po paari.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Ipapo Haribhona, mumwe muranda akanga ari pamberi pamambo, akati, “Tarirai, paimba yaHamani pamire matanda akareba anamakubhiti makumi mashanu, akamiswa naHamani, kuti asungirirepo Modhekai, akataura zvakanaka nokuda kwamambo.” Mambo akati, “Musungirireipo paari.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Mumwe wavayuniki vainge vachishandira mambo anonzi Habhona ndokuti, “Mutandarikwa wamapango uya wakagadzirwa naHamani kusungirira Modhekai, wokubayira mambo zanhi uya zvikazomuponesa, mutandariko wacho iwoyo wakatomira mumusha maHamani unoita makumi maviri amamita ana mamita maviri kureba.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Mumwe wavayuniki vainge vachishandira mambo anonzi Habhona ndokuti, “Mutandarikwa wamapango uya wakagadzirwa naHamani kusungirira Modhekai, wokubayira mambo zanhi uya zvikazomuponesa, mutandariko wacho iwoyo wakatomira mumusha maHamani unoita makumi maviri amamita ana mamita maviri kureba.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Ipapo Habhona, mumwe wavaranda vaishandira mambo akati, “Pane danda rakareba makubhiti makumi mashanu rakamiswa paimba yaHamani. Akanga akarigadzirira Modhekai, uyo akataura zvakanaka kuti mambo abatsirwe.” Mambo akati, “Musungirirei iye ipapo!”

See the chapter Copy




Estere 7:9

Follow us:

Advertisements


Advertisements