Estere 7:7 - Shona BIBLE7 Mambo akasimuka pamafundo ewaini akatsamwa, akaenda kumunda weimba yamambo; Hamani akasimukawo kuzokumbira upenyu hwake kuna vahosi Esiteri, nokuti akaona kuti mambo akafunga kumuitira zvakaipa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Mambo akasimuka pamafundo ewaini akatsamŋa, akaenda kumunda weimba yamambo; Hamani akasimuka ʋo kuzokumbira ʋupenyu bgake kunaʋahosi Estere, nokuti wakaʋona kuti mambo wakafuŋga kumuitira ɀakaipa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Mambo akasimuka pamafundo ewaini akatsamwa, akaenda kumunda weimba yamambo; Hamani akasimukawo kuzokumbira upenyu hwake kuna vahosi Esiteri, nokuti akaona kuti mambo akafunga kumuitira zvakaipa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Mambo akabva asumuka pakudya akabva aviruka nehasha akaenda mubindu romumuzinda. Asi Hamani akasara achiteterera kuna vahosi vamambo Esita kuti vangovararamisawo nokuti akanga atozviona kuti mambo akanga atoronga kumuita chimwe chinhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Mambo akabva asumuka pakudya akabva aviruka nehasha akaenda mubindu romumuzinda. Asi Hamani akasara achiteterera kuna vahosi vamambo Esita kuti vangovararamisawo nokuti akanga atozviona kuti mambo akanga atoronga kumuita chimwe chinhu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Mambo akaviruka nehasha, akasiya waini yake ndokuenda kubindu romuzinda. Asi Hamani, achiona kuti mambo akanga atoronga magumo ake, akasara achiti akumbire upenyu hwake kuna vaHosi Esteri. See the chapter |