Estere 5:9 - Shona BIBLE9 Ipapo Hamani akaenda nezuva iro achifara, ano mwoyo muchena; asi Hamani akati achiona Modhekai pasuwo ramambo, kuti akaramba kumusimukira, kana kumutya, akasvotwa kwazvo pamusoro paModhekai. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ipapo Hamani wakaenda nezuʋa iro acifara, anomŋoyo mucena; asi Hamani wakati aciʋona Mordekai pasuʋo ramambo, kuti wakaramba kumusimukira, kana kumutya, akaȿotwa kwaɀo pamsoro paMordekai. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Ipapo Hamani akaenda nezuva iro achifara, ano mwoyo muchena; asi Hamani akati achiona Modhekai pasuo ramambo, kuti akaramba kumusimukira, kana kumutya, akasvotwa kwazvo pamusoro paModhekai. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Hamani akaenda achifara zvikuru zvake musi iwoyo hakuzi kufara ikoko, mumwoyo asisagoni nokufara. Asi Hamani paakaona Modhekai kusuo guru rokwamambo kuye kuti haana kana kumbomusimukira kunyange kudedera pamberi pake, akaviruka nehasha kutsamwira Modhekai. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Hamani akaenda achifara zvikuru zvake musi iwoyo hakuzi kufara ikoko, mumwoyo asisagoni nokufara. Asi Hamani paakaona Modhekai kusuo guru rokwamambo kuye kuti haana kana kumbomusimukira kunyange kudedera pamberi pake, akaviruka nehasha kutsamwira Modhekai. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Pazuva iro, Hamani akaenda achifara nomufaro mukuru mumwoyo make. Asi paakaona Modhekai pasuo ramambo uye akaona kuti akanga asingasimuki kana kuratidza kutya pamberi pake, akazara nehasha nokuda kwaModhekai. See the chapter |