Estere 3:9 - Shona BIBLE9 “Kana mambo achifara nazvo tsamba ngainyorwe kuti vaparadzwe; ini ndichabudisa matarenta ane zviuru zvine gumi esirivha pamaoko avatariri vebasa ramambo, vaaise pazvivigiro zvepfuma yamambo.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Kana mambo acifara naɀo, ŋwadi ŋgainyorwe kuti ʋaparadzwe; ini ndicaɓuɗisa matarenta aneɀuru ɀinegumi esirveri pamaʋoko aʋatariri ʋeɓasa ramambo, ʋaaise paɀiʋigiro ɀefuma yamambo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 “Kana mambo achifara nazvo n’wadhi ngainyorwe kuti vaparadzwe; ini ndichabudisa matarenta ane zviuru zvine gumi esirivha pamaoko avatariri vebasa ramambo, vaaise pazvivigiro zvepfuma yamambo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Kana muchida zvenyu mambo, panofanira kutemwa chirevo chokuti vaparadzwe. Ini ndini ndichabvisa mari yesirivha inosvika mazana matatu amatani ane matani makumi mana ane mashanu, ndoiisa mumaoko avanhu vanoona nezvebasa rokwamambo kuti vagoiisa munochengeterwa upfumi hwokwamambo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Kana muchida zvenyu mambo, panofanira kutemwa chirevo chokuti vaparadzwe. Ini ndini ndichabvisa mari yesirivha inosvika mazana matatu amatani ane matani makumi mana ane mashanu, ndoiisa mumaoko avanhu vanoona nezvebasa rokwamambo kuti vagoiisa munochengeterwa upfumi hwokwamambo.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Kana mambo achifara nazvo, ngapaiswe chirevo chokuti vaparadzwe, uye ini ndicharipa matarenda zviuru gumi esirivha mudura repfuma yamambo kuti igoshandiswa kuripira avo vachabata basa iri ramambo.” See the chapter |