Online Bible

- Advertisements -

Estere 3:4 - Shona BIBLE

4 Zvino vakati vataura naye mazuva ose, iye achiramba kuvateerera, vakaudza Hamani kuti vawone kana mashoko aModhekai angava nesimba; nokuti akavaudza kuti iye muJudha.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ɀino ʋakati ʋataura naye mazuʋa ose, iye aciramba kuʋaterera, ʋakaʋudza Hamani kuti ʋaʋone kana mashoko aMordekai aŋgaʋa nesimba; nokuti wakaʋaʋudza kuti iye muJuda.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Zvino vakati vataura naye mazuva ose, iye achiramba kuvateerera, vakaudza Hamani kuti vawone kana mashoko aModhekai angava nesimba; nokuti akavaudza kuti iye muJudha.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Pavakataura naye zuva nezuva iye asingateereri vakazozvisvitsa kuna Hamani vachida kuona kuti zvaitaurwa naModhekai zvaizomusvitsa kupi, nokuti akanga avaudza kuti aiva muJudha.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Pavakataura naye zuva nezuva iye asingateereri vakazozvisvitsa kuna Hamani vachida kuona kuti zvaitaurwa naModhekai zvaizomusvitsa kupi, nokuti akanga avaudza kuti aiva muJudha.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Zuva nezuva vaitaura naye asi iye akaramba kuvanzwa. Naizvozvo vakaudza Hamani izvozvo kuti vaone kuti maitiro aModhekai angangoregererwa here, nokuti iye akanga avaudza kuti aiva muJudha.

See the chapter Copy

Estere 3:4

Follow us:

Advertisements

Advertisements