Estere 2:6 - Shona BIBLE6 akanga atapwa Jerusaremu, pamwechete navatapwa vakanga vatapwa naJekonia mambo waJudha, wakanga atapwa naNebhukadhineza mambo weBhabhironi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 wakaŋga atapxa Jerusarema, pamŋe cete naʋatapxa ʋakaŋga ʋatapxa naJekonia mambo waJuda, wakaŋga atapxa naNebukadnezari mambo weBabironi. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 akanga atapwa Jerusaremu, pamwechete navatapwa vakanga vatapwa naJekonia mambo waJudha, wakanga atapwa naNebhukadhinezari mambo weBhabhironi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Modhekai uyu akanga atakurwa kuJerusaremu mukati menhapwa dziye dzokuendwa nadzo pamwechete naJekoniya mambo wokwaJudha akatapwa naNebhukadhineza mambo weBhabhironi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Modhekai uyu akanga atakurwa kuJerusaremu mukati menhapwa dziye dzokuendwa nadzo pamwechete naJekoniya mambo wokwaJudha akatapwa naNebhukadhineza mambo weBhabhironi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 akanga atapwa kubva kuJerusarema naNebhukadhinezari mambo weBhabhironi, ari pakati paavo vakatapwa pamwe chete naJehoyakini mambo weJudha. See the chapter |