Online Bible

- Advertisements -




Estere 10:2 - Shona BIBLE

2 Zvino mabasa ake ose echikuriri, nesimba rake, uye zvose zvoukuru hwaModhekai, hwaakakudzwa nahwo namambo, hazvina kunyorwa here pabhuku yamakoronike amadzimambo eMidhia nePezhia?

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Ɀino maɓasa ake ose ecikuriri, nesimba rake, ʋuye ɀose ɀoʋukuru bgaMordekai, bgaakakudzwa nabgo namambo, haɀina‐kunyorwa here pabuku yamakoronike amadzimambo eMedia nePersia?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Zvino mabasa ake ose echikuriri, nesimba rake, uye zvose zvoukuru hwaModhekai, hwaakakudzwa nahwo namambo, hazvina kunyorwa here pabhuku yamakoronike amadzimambo eMedhia nePerisa?

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Noukuru hwake nesimba raaiva naro, mabasa ose aakaita nenhoroondo chaiyo izere yokududza pachena ukuru ukuru hwaModhekai hwaakapiwa naiye mambo zvakanyorwa wani muBhuku reNhoroondo dzeMadzimambo ePezhiya neeMidhia.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Noukuru hwake nesimba raaiva naro, mabasa ose aakaita nenhoroondo chaiyo izere yokududza pachena ukuru ukuru hwaModhekai hwaakapiwa naiye mambo zvakanyorwa wani muBhuku reNhoroondo dzeMadzimambo ePezhiya neeMidhia.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Uye mabasa ake ose esimba noukuru nerondedzero youkuru hwaModhekai hwaakanga asimudzirwa namambo, haana kunyorwa here mubhuku renhoroondo dzegore negore dzamadzimambo eMedhia nePezhia?

See the chapter Copy




Estere 10:2

Follow us:

Advertisements


Advertisements