Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 9:7 - Shona BIBLE

7 Farao akatuma vanhu, vakawana kuti pazvipfuwo zvaVaIsiraeri hapana zvakafa, kunyangwe nechimwechete. Asi mwoyo waFarao wakava mukukutu, akasatendera vanhu kuenda.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Farao akatuma ʋanhu, ʋakawana kuti paɀipfuwo ɀaʋaIsraeri hapana‐ɀakafa, kunyaŋge necimŋe cete. Asi mŋoyo waFarao wakaʋa mukukutu, akasatendera ʋanhu kuenda.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Farao akatuma vanhu, vakawana kuti pazvipfuwo zvavaIsiraeri hapana zvakafa, kunyange chimwe chete. Asi mwoyo waFarao wakava mukukutu, akasatendera vanhu kuenda.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Farao akatuma vanhu kundoona mombe dzavaIsiraeri, wanei pasina kunyange neimwechete yadzo yakafa. Asi Farao akaramba akaomesa mwoyo, asingadi kuti vaIsiraeri vaende.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Farao akatuma vanhu kundoona mombe dzavaIsiraeri, wanei pasina kunyange neimwechete yadzo yakafa. Asi Farao akaramba akaomesa mwoyo, asingadi kuti vaIsiraeri vaende.

See the chapter Copy




Eksodo 9:7

Follow us:

Advertisements


Advertisements