Eksodo 9:6 - Shona BIBLE6 Fume mangwana Jehovha akaita chinhu ichocho, zvipfuwo zvose zveIjipiti zvikafa; asi pazvipfuwo zvavana VaIsiraeri hapana zvakafa, kunyangwe nechimwechete. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Fume maŋgwana Jehova akaita cinhu ico, ɀipfuwo ɀose ɀeEgipita ɀikafa; asi paɀipfuwo ɀaʋana ʋaIsraeri hapana‐ɀakafa, kunyaŋge necimŋe cete. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Fume mangwana Jehovha akaita chinhu ichocho, zvipfuwo zvose zveIjipiti zvikafa; asi pazvipfuwo zvavana vaIsiraeri hapana zvakafa, kunyange nechimwe chete. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Mangwana acho Tenzi akafumoita zvaakareva, mombe dzose dzavaIjipiti dzakapera kufa, asi mombe dzavaIsiraeri hapana kana imwechete yakafa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Mangwana acho Tenzi akafumoita zvaakareva, mombe dzose dzavaIjipiti dzakapera kufa, asi mombe dzavaIsiraeri hapana kana imwechete yakafa. See the chapter |