Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 9:13 - Shona BIBLE

13 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Fumira mangwanani, unomira pamberi paFarao, uti kwaari, ‘Zvanzi naJehovha, Mwari waVaHebheru: Tendera vanhu vangu kuenda vandinamate.’

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ɀino Jehova wakati kunaMosesi: Fumira maŋgwanani, undomira pamberi paFarao, uti kwaari: Ɀanzi naJehova, Mŋari waʋaHeberu: Tendera ʋanhu ʋaŋgu kuenda ʋandinamate.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Fumira mangwanani, undomira pamberi paFarao, uti kwaari, ‘Zvanzi naJehovha, Mwari wavaHebheru: Tendera vanhu vangu kuenda vandinamate.’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Tenzi akataurira Mosesi kuti, “Mangwana, fumira kuna Farao undoti, ‘Zvanzi naTenzi, Mwari wevaHebheru rega vanhu vangu vaende kundondinamata

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Tenzi akataurira Mosesi kuti, “Mangwana, fumira kuna Farao undoti, ‘Zvanzi naTenzi, Mwari wevaHebheru rega vanhu vangu vaende kundondinamata

See the chapter Copy




Eksodo 9:13

Follow us:

Advertisements


Advertisements