Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 8:31 - Shona BIBLE

31 Jehovha akaita sezvakakumbira Mosesi, akabvisa mapute enhunzi kuna Farao, nokuvaranda vake, nokuvanhu vake; haana kusara kunyangwe neimwe.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Jehova akaita seɀakakumbira Mosesi, akabvisa mapute enhunzi kunaFarao, nokuʋaranda ʋake, nokuʋanhu ʋake; haina‐kusara kunyaŋge neimŋe.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Jehovha akaita sezvakakumbira Mosesi, akabvisa mapute enhunzi kuna Farao, nokuvaranda vake, nokuvanhu vake; haana kusara kunyange neimwe.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Tenzi akaita zvakakumbirwa naMosesi akabvisa mapute enhunzi pana Farao namachinda ake navanhu vake. Hakuna kana nenhunzi imwechete yakasara.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Tenzi akaita zvakakumbirwa naMosesi akabvisa mapute enhunzi pana Farao namachinda ake navanhu vake. Hakuna kana nenhunzi imwechete yakasara.

See the chapter Copy




Eksodo 8:31

Follow us:

Advertisements


Advertisements