Eksodo 8:22 - Shona BIBLE22 Nomusi iwoyo ndichatsaura nyika yeGosheni pagere vanhu vangu, kuti ipapo mapute enhunzi arege kuvapo; kuti uzive kuti ndini Jehovha pakati penyika dzose. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Nomusi iwoyo ndicatsaura nyika yeGosheni pagere ʋanhu ʋaŋgu, kuti ipapo mapute enhunzi arege kuʋa’po; kuti uziʋe kuti ndini Jehova pakati penyika dzose. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Nomusi iwoyo ndichatsaura nyika yeGosheni pagere vanhu vangu, kuti ipapo mapute enhunzi arege kuvapo; kuti uzive kuti ndini Jehovha pakati penyika dzose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Asi musi iwoyo, zvandichaita kudunhu reGosheni kugere vanhu vangu ndichazvisiyansisa nokumwe. Mapute enhunzi acho haasviki ikoko. Ndipo pauchazoziva kuti ini Tenzi ndiri mukati menyika ino. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Asi musi iwoyo, zvandichaita kudunhu reGosheni kugere vanhu vangu ndichazvisiyansisa nokumwe. Mapute enhunzi acho haasviki ikoko. Ndipo pauchazoziva kuti ini Tenzi ndiri mukati menyika ino. See the chapter |