Eksodo 8:15 - Shona BIBLE15 Zvino Farao akati achiona kuti zvava zviri nani, akaomesa mwoyo wake, akasavateerera; sezvakanga zvarehwa naJehovha. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino Farao wakati aciʋona kuti ɀaʋa ɀirinani, akawomesa mŋoyo wake, akasaʋaterera; seɀakaŋga ɀarebga naJehova. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Zvino Farao akati achiona kuti zvava zviri nani, akaomesa mwoyo wake, akasavateerera; sezvakanga zvarehwa naJehovha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Sokutaura kwakanga kwamboita Tenzi, Farao paakaona kuti dambudziko iri rapera, akaomesa mwoyo akaramba kuteerera Mosesi naAroni. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Sokutaura kwakanga kwamboita Tenzi, Farao paakaona kuti dambudziko iri rapera, akaomesa mwoyo akaramba kuteerera Mosesi naAroni. See the chapter |