Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 6:4 - Shona BIBLE

4 Zvino ndakasimbisa sungano yangu navo kuti ndivape nyika yeKenani, nyika youtorwa hwavo, mavakanga vari vatorwa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ɀino ndakasimbisa suŋgano yaŋgu naʋo kuti ndiʋape nyika yeKanani, nyika yoʋutorwa bgaʋo, maʋakaŋga ʋari ʋatorwa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Zvino ndakasimbisa sungano yangu navo kuti ndivape nyika yeKenani, nyika youtorwa hwavo, mavakanga vari vatorwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Ini ndakaitawo chitenderano changu navo ndichiti, ‘Ndichavapa nyika yeKanani mavaimboita zvokugara vachiti apa garei, tamei apa garei tamei.’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Ini ndakaitawo chitenderano changu navo ndichiti, ‘Ndichavapa nyika yeKanani mavaimboita zvokugara vachiti apa garei, tamei apa garei tamei.’

See the chapter Copy

Eksodo 6:4

Follow us:

Advertisements

Advertisements