Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 5:8 - Shona BIBLE

8 Asi zvitina zvavakaita kusvikira zvino, muvatarire izvozvo; musazvitapudza, nokuti havana chavanobata, saka vanodana, vachiti, ‘Titenderei tindobayira Mwari wedu.’

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Asi ɀitina ɀaʋakaita kuȿikira ɀino, muʋatarire iɀoɀo; musaɀitapudza, nokuti haʋana‐caʋanoɓata, saka ʋanoɗana, ʋaciti: Titenderei tindoɓayira Mŋari weɗu.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Asi zvitina zvavakaita kusvikira zvino, muvatarire izvozvo; musazvitapudza, nokuti havana chavanobata, saka vanodana, vachiti, ‘Titenderei tindobayira Mwari wedu.’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Asi mugwazo wezvidhina wavakatemerwa ngaurambe wakadaro, musautapudze kunyange napaduku pose. Vanhu ava itsimbe, ndokusaka vachichema vachiti, ‘Regai tiende kundopira Mwari wedu zvibayiro.’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Asi mugwazo wezvidhina wavakatemerwa ngaurambe wakadaro, musautapudze kunyange napaduku pose. Vanhu ava itsimbe, ndokusaka vachichema vachiti, ‘Regai tiende kundopira Mwari wedu zvibayiro.’

See the chapter Copy

Eksodo 5:8

Follow us:

Advertisements

Advertisements