Eksodo 5:18 - Shona BIBLE18 Naizvozvo endai zvino, mubate, nokuti hamuchapiwi uswa, asi munofanira kupedza zvitina zvakatarwa.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Naiɀoɀo endai ɀino, muɓate, nokuti hamucapiwi ʋuswa, asi munofanira kupedza ɀitina ɀakatarwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 Naizvozvo endai zvino, mubate, nokuti hamuchapiwi uswa, asi munofanira kupedza zvitina zvakatarwa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Chibvai pano! Dzokerai kubasa! Mashanga hamupiwe! Mugwazo wezvidhina wamakapiwa unofanira kupera.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 Chibvai pano! Dzokerai kubasa! Mashanga hamupiwe! Mugwazo wezvidhina wamakapiwa unofanira kupera.” See the chapter |