Eksodo 5:10 - Shona BIBLE10 Ipapo varairi vamabasa avanhu navatariri vavo vakabuda, vakataura navanhu, vakati, “Zvanzi naFarao, ‘Handichakupiyi uswa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ipapo ʋarairi ʋamabasa aʋanhu naʋatariri ʋaʋo ʋakaɓuɗa, ʋakataura naʋanhu, ʋakati: Ɀanzi naFarao: Handicakupiyi ʋuswa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Ipapo varairi vamabasa avanhu navatariri vavo vakabuda, vakataura navanhu, vakati, “Zvanzi naFarao, ‘Handichakupiyi uswa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 VaIjipiti vaya vaishandisa vaIsiraeri basa pamwechete navamwe vaIsiraeri vaitungamirira vamwe pabasa vakandotaurira vaIsiraeri kuti, “Zvanzi naFarao, ‘Handichakupai mashanga. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 VaIjipiti vaya vaishandisa vaIsiraeri basa pamwechete navamwe vaIsiraeri vaitungamirira vamwe pabasa vakandotaurira vaIsiraeri kuti, “Zvanzi naFarao, ‘Handichakupai mashanga. See the chapter |