Eksodo 40:30 - Shona BIBLE30 Akaisa mudziyo wokushambidzira pakati petende rokusangana neatari, akaisa mukati mayo mvura yokushambidza nayo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Akaisa mudziyo wokushambidzira pakati petente rokusoŋgana neartari, akaisa mukati mayo mvura yokushambidza nayo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200230 Akaisa mudziyo wokushambidzira pakati petende rokusangana neatari, akaisa mukati mayo mvura yokushambidza nayo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Mosesi akagadzika dhishi rokushambira pakati petendhe rokusanganira neatari, akariisa mvura yokushamba See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona30 Mosesi akagadzika dhishi rokushambira pakati petendhe rokusanganira neatari, akariisa mvura yokushamba See the chapter |