Eksodo 4:27 - Shona BIBLE27 Zvino Jehovha akati kuna Aroni, “Enda kurenje unosangana naMosesi.” Iye akaenda, akandosangana naye pagomo raMwari, akamutsvoda. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ɀino Jehova wakati kunaAroni: Enda kurenje undosoŋgana naMosesi. Iye akaenda, akandosoŋgana naye pagomo raMŋari, akamuȿeta. See the chapterShona Bible 1949 revised 200227 Zvino Jehovha akati kuna Aroni, “Enda kurenje undosangana naMosesi.” Iye akaenda, akandosangana naye pagomo raMwari, akamutsvoda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Tenzi akataurira Aroni kuti, “Enda undochingura Mosesi kurenje.” Aroni akandosangana naMosesi pagomo raMwari, akamukwazisa achimutsvoda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona27 Tenzi akataurira Aroni kuti, “Enda undochingura Mosesi kurenje.” Aroni akandosangana naMosesi pagomo raMwari, akamukwazisa achimutsvoda. See the chapter |