Eksodo 4:24 - Shona BIBLE24 Zvino vachiri panzira, pavakanga vavata, Jehovha akasangana naye, akatsvaka kumuuraya. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀino ʋaciri panzira, paʋakaŋga ʋaʋata, Jehova akasoŋgana naye, akatȿaka kumuʋuraya. See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 Zvino vachiri panzira, pavakanga vavata, Jehovha akasangana naye, akatsvaka kumuuraya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Vari pane imwewo nzvimbo pavakavata vachiri murwendo, Tenzi akasangana naMosesi akada kumuuraya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona24 Vari pane imwewo nzvimbo pavakavata vachiri murwendo, Tenzi akasangana naMosesi akada kumuuraya. See the chapter |