Eksodo 39:8 - Shona BIBLE8 Akaitawo hombodo yechipfuva, raiva basa romubati wakachenjera, sezvakaitwawo efodhi; akaiita nendarama, nezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nemicheka yakaisvonaka yakarukwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Akaita ʋo homboɗo yecifuʋa, raiʋa ɓasa romuɓati wakacenjera, seɀakaitwa ʋo efodi; akaiita nendarama, neɀakarukwa ɀitema, neɀishaʋa, neɀitȿuku, nemiceka yakaiȿo‐naka yakarukwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Akaitawo hombodo yechipfuva, raiva basa romubati wakachenjera, sezvakaitwawo efodhi; akaiita nendarama, nezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nemicheka yakaisvonaka yakarukwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Akagadzira nyembe yepadundundu yakanyatsogadzirwa yakaitwa sezvakaitwa efodhi. Yakagadzirwa nejira rerineni rakanakisisa, rakarukirirwa neshinda yendarama newuru yeruvara rwedenga neyeruvara rwehute netsvuku. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Akagadzira nyembe yepadundundu yakanyatsogadzirwa yakaitwa sezvakaitwa efodhi. Yakagadzirwa nejira rerineni rakanakisisa, rakarukirirwa neshinda yendarama newuru yeruvara rwedenga neyeruvara rwehute netsvuku. See the chapter |