Eksodo 39:6 - Shona BIBLE6 Vakagadzira mabwe eonikisi, akanyudzwa mukati mezviruva zvendarama, mazita avana VaIsiraeri akanyorwapo, sezvinonyorwa ibwe rokusimbisa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ʋakagadzira mabge eoniksi, akanyudzwa mukati meɀiruʋa ɀendarama, mazita aʋana ʋaIsraeri akanyorwa’po, seɀinonyorwa ibge rokusimbisa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Vakagadzira mabwe eonikisi, akanyudzwa mukati mezviruva zvendarama, mazita avana vaIsiraeri akanyorwapo, sezvinonyorwa ibwe rokusimbisa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Akatora mabwe eonikisi, akaaisa patusefa twesimbi twendarama akanyora paari sezvinoitwa pachidhindo, mazita avanakomana vaVaIsiraeri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Akatora mabwe eonikisi, akaaisa patusefa twesimbi twendarama akanyora paari sezvinoitwa pachidhindo, mazita avanakomana vaVaIsiraeri. See the chapter |