Eksodo 39:5 - Shona BIBLE5 Nebhandi rakarukwa nomubati wakachenjera, rakanga riri pamusoro payo, rokuisunga naro; chakanga chiri chinhu chimwechete nayo, rakaitwa saiyo; rendarama, nezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nemicheka yakaisvonaka yakarukwa, sezvakanga zvarairwa Mosesi naJehovha. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Nebanhire rakarukwa nomuɓati wakacenjera, rakaŋga riri pamsoro payo, rokuisuŋga naro; cakaŋga ciri cinhu cimŋe cete nayo, rakaitwa saiyo; rendarama, neɀakarukwa ɀitema, neɀishaʋa, neɀitȿuku, nemiceka yakaiȿo‐naka yakarukwa, seɀakaŋga ɀarairwa Mosesi naJehova. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Nebhanhire rakarukwa nomubati wakachenjera, rakanga riri pamusoro payo, rokuisunga naro; chakanga chiri chinhu chimwe chete nayo, rakaitwa saiyo; rendarama, nezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nemicheka yakaisvonaka yakarukwa, sezvakanga zvarairwa Mosesi naJehovha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 nomundya wayo wokuisungisa wakanga wakanyatsorukwa nejira rakafanana nerayo, rerineni rakanakisisa, wakarukirwa neshinda yendarama newuru neyeruvara rwedenga noruvara rwehute netsvuku, sezvakanga zvaudzwa Mosesi naTenzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 nomundya wayo wokuisungisa wakanga wakanyatsorukwa nejira rakafanana nerayo, rerineni rakanakisisa, wakarukirwa neshinda yendarama newuru neyeruvara rwedenga noruvara rwehute netsvuku, sezvakanga zvaudzwa Mosesi naTenzi. See the chapter |